Ezekieri 2:1 - Shona BIBLE1 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mira namakumbo ako, ini nditaure newe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, mira namakumbo ako, ini nditaure newe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mira namakumbo ako, ini nditaure newe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Iye akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu mira namakumbo ako nditaure newe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Iye akanditi, “Iwe mwanakomana womunhu mira namakumbo ako nditaure newe.” Viz kapitola |