Ezekieri 10:22 - Shona BIBLE22 Kana zviri zviso zvavo pakuonekwa kwazvo, zvakanga zviri zviso zviya zvandakaona parwizi rwaKebhari, pakuonekwa kwazvo naizvo zvimene; rimwe nerimwe rairuramira mberi pakufamba kwaro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana ɀiri ɀiso ɀaʋo pakuʋonekwa kwaɀo, ɀakaŋga ɀiri ɀiso ɀiya ɀandakaʋona parwizi rwaKebari, pakuʋonekwa kwaɀo naiɀo ɀimene; rimŋe nerimŋe rairuramira mberi pakufamba kwaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Kana zviri zviso zvavo pakuonekwa kwazvo, zvakanga zviri zviso zviya zvandakaona parwizi rwaKebhari, pakuonekwa kwazvo naizvo zvimene; rimwe nerimwe rairuramira mberi pakufamba kwaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino kufanana kwouso hwawo, hwakanga hwakangoita sehwandakaona chaihwo pedyo norwizi rwaKebhari. Zvaifamba zvakananga pazvakananga chete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvino kufanana kwouso hwawo, hwakanga hwakangoita sehwandakaona chaihwo pedyo norwizi rwaKebhari. Zvaifamba zvakananga pazvakananga chete. Viz kapitola |