Ezekieri 10:15 - Shona BIBLE15 Zvino makerubhi ndokubhururuka achikwira; ndicho chipenyu chandakaona parwizi Kebhari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino makerubi ndokubururuka acikwira; ndico cipenyu candakaʋona parwizi Kebari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino makerubhi ndokubhururuka achikwira; ndicho chipenyu chandakaona parwizi Kebhari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ipapa makerubhu akakwira mudenga, iwaya akanga ari iwo makerubhu aya andakaona kurwizi rweKebhari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ipapa makerubhu akakwira mudenga, iwaya akanga ari iwo makerubhu aya andakaona kurwizi rweKebhari. Viz kapitola |