Ezekieri 10:10 - Shona BIBLE10 Pakuonekwa kwawo ose ari mana akanga akafanana, zvakaita segumbo rimwe rengoro mukati merimwe gumbo rengoro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Pakuʋonekwa kwawo ose ari manna akaŋga akafanana, ɀakaita segumbo rimŋe reŋgoro mukati merimŋe gumbo reŋgoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Pakuonekwa kwawo ose ari mana akanga akafanana, zvakaita segumbo rimwe rengoro mukati merimwe gumbo rengoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mamiriro aakanga akaita ndeaya aya, ari mana kudaro, akanga akafanana aivawo akaita sevhiri mukati merimwe vhiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mamiriro aakanga akaita ndeaya aya, ari mana kudaro, akanga akafanana aivawo akaita sevhiri mukati merimwe vhiri. Viz kapitola |