Ezekieri 1:3 - Shona BIBLE3 shoko raJehovha rakasvika kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhia, parwizi rwaKebhari; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pake ipapo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 shoko raJehova rakaȿika kumuprista Ezekieri, mŋanakomana waBuzi, munyika yaʋaKardea, parwizi rwaKebari; ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro pake ipapo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 shoko raJehovha rakasvika kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea, parwizi rwaKebhari; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pake ipapo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 izwi raTenzi rakauya kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea pedyo nerwizi rweKebhari, izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakava paari ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 izwi raTenzi rakauya kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea pedyo nerwizi rweKebhari, izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakava paari ikoko. Viz kapitola |