Ezekieri 1:28 - Shona BIBLE28 Sezvakaita murarawungu uri mugore nezuva remvura, ndizvo zvakanga zvakaita kubwinya pakuonekwa kwahwo kumativi ose. Ndizvo zvakanga zvakaita kubwinya kwaJehovha. Zvino ndakati ndichizviona, ndikawira pasi nechiso changu, ndikanzwa izwi romumwe akanga achitaura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Seɀakaita muraraʋuŋgu uri mugore nezuʋa remvura, ndiɀo ɀakaŋga ɀakaita kubginya pakuʋonekwa kwabgo kumatiʋi ose. Ndiɀo ɀakaŋga ɀakaita kubginya kwaJehova. Ɀino ndakati ndiciɀiʋona, ndikawira pasi neciso caŋgu, ndikanzwa inzwi romumŋe wakaŋga acitaura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Sezvakaita murarawungu uri mugore nezuva remvura, ndizvo zvakanga zvakaita kubwinya pakuonekwa kwahwo kumativi ose. Ndizvo zvakanga zvakaita kubwinya kwaJehovha. Zvino ndakati ndichizviona, ndikawira pasi nechiso changu, ndikanzwa izwi romumwe akanga achitaura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Sezvakangoita muraraungu mumakore pamusi wemvura ndokuonekwa kwaita chiedza kutenderera. Ikoku ndokutarisika kwaiita kupenya kokuvapo kwaTenzi. Zvino ini pandakakuona ndakati pasi zvambarara ndikabva ndanzwa izwi romumwe aitaura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Sezvakangoita muraraungu mumakore pamusi wemvura ndokuonekwa kwaita chiedza kutenderera. Ikoku ndokutarisika kwaiita kupenya kokuvapo kwaTenzi. Zvino ini pandakakuona ndakati pasi zvambarara ndikabva ndanzwa izwi romumwe aitaura. Viz kapitola |