Ezekieri 1:25 - Shona BIBLE25 Kwakanga kunenzwi kumusoro kwedenga raiva pamusoro pemisoro yazvo; kana zvomira, zvaideredza mapapiro azvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Kwakaŋga kunenzwi kumsoro kweɗeŋga raiʋa pamsoro pemisoro yaɀo; kana ɀomira, ɀaiɗeredza mapapiro aɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Kwakanga kunenzwi kumusoro kwedenga raiva pamusoro pemisoro yazvo; kana zvomira, zvaideredza mapapiro azvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Paibva pabva izwi raibva muziendanakuenda romudenga pamusoro pazvo, izvo zvakati mbikiti kumira kudaro, mapapiro zvakati pasi regedzerei saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Paibva pabva izwi raibva muziendanakuenda romudenga pamusoro pazvo, izvo zvakati mbikiti kumira kudaro, mapapiro zvakati pasi regedzerei saizvozvo. Viz kapitola |