Ezekieri 1:21 - Shona BIBLE21 Kana izvo zvofamba, iwo ofamba; kana izvo zvomira zvichibva pasi, makumbo okwidzwa pamwechete nazvo; nokuti mweya wechipenyu wakanga uri mumakumbo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Kana iɀo ɀofamba, iwo ofamba; kana iɀo ɀomira, iwo omira, kana iɀo ɀokwidzwa ɀicibva pasi, makumbo okwidzwa pamŋe cete naɀo; nokuti mŋeya wecipenyu wakaŋga uri mumakumbo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Kana izvo zvofamba, iwo ofamba; kana izvo zvomira zvichibva pasi, makumbo okwidzwa pamwechete nazvo; nokuti mweya wechipenyu wakanga uri mumakumbo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hwaingova hwese, zvichiti kwazvaenda, iwo oendawo, zvikamira iwo omirawo, pazvaisumuka mudenga kubva pasi, iwo mavhiri aisumukawo nazvo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu izvozvo waiva mumavhiri acho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Hwaingova hwese, zvichiti kwazvaenda, iwo oendawo, zvikamira iwo omirawo, pazvaisumuka mudenga kubva pasi, iwo mavhiri aisumukawo nazvo nokuti mweya wezvisikwa zvipenyu izvozvo waiva mumavhiri acho. Viz kapitola |