Ezekieri 1:13 - Shona BIBLE13 Kana zviri zvipenyu pakuonekwa kwazvo, zvakanga zvakafanana namazimbe omoto anopfuta, zvakafanana namazhenje; moto wairamba uchifamba pakati pezvipenyu; moto waipenya, nomukati momoto maibuda mheni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana ɀiri ɀipenyu pakuʋonekwa kwaɀo, ɀakaŋga ɀakafanana namazimbe omŋoto anopfuta, ɀakafanana namazhenje; mŋoto wairamba ucifamba pakati peɀipenyu; mŋoto waipenya, nomukati momŋoto maiɓuɗa mheni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Kana zviri zvipenyu pakuonekwa kwazvo, zvakanga zvakafanana namazimbe omoto anopfuta, zvakafanana namazhenje; moto wairamba uchifamba pakati pezvipenyu; moto waipenya, nomukati momoto maibuda mheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvinhu izvozvo zvanga zvakaita samazimbe ari kubhebha nomoto, semazhenje omoto, kana kuti semwenje unovheya-vheya pakati pezvinhu zvipenyu zviya. Moto wacho wakanga uchipenya, mheni yaivaima mauri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvinhu izvozvo zvanga zvakaita samazimbe ari kubhebha nomoto, semazhenje omoto, kana kuti semwenje unovheya-vheya pakati pezvinhu zvipenyu zviya. Moto wacho wakanga uchipenya, mheni yaivaima mauri. Viz kapitola |