Ezekieri 1:12 - Shona BIBLE12 Chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho; kwaida kufamba mweya, ndiko kwazvaifamba; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Cimŋe necimŋe cairuramira mberi pakufamba kwaco; kwaiɗa kufamba mŋeya, ndiko kwaɀaifamba; haɀina‐kutsauka pakufamba kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho; kwaida kufamba mweya, ndiko kwazvaifamba; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvino chimwe nechimwe chaifamba chakananga pachakananga zvichienda kwose kwose kwainge kuchienda mweya, zvaienda zvisingatsauki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zvino chimwe nechimwe chaifamba chakananga pachakananga zvichienda kwose kwose kwainge kuchienda mweya, zvaienda zvisingatsauki. Viz kapitola |