Estere 9:6 - Shona BIBLE6 NapaShusha nhare yamambo, vaJudha vakauraya nokuparadza varume vana mazana mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 NapaShushani nhare yamambo, ʋaJuda ʋakaʋuraya nokuparadza ʋarume ʋanamazana mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 NapaShusha nhare yamambo, vaJudha vakauraya nokuparadza varume vana mazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Muguta reSusa makare, muguta guru romuzinda iroro, vaJudha vakauraya vakaparadza mazana mashanu avanhu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Muguta reSusa makare, muguta guru romuzinda iroro, vaJudha vakauraya vakaparadza mazana mashanu avanhu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 VaJudha vakauraya uye vakaparadza varume vanokwana mazana mashanu munhare yeShushani. Viz kapitola |