Estere 9:3 - Shona BIBLE3 Machinda ose amativi enyika, namachinda makuru, navabati, vaibata basa ramambo, vakabatsira vaJudha; nokuti vakatya Modhekai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Macinda ose amatiʋi enyika, namacinda makuru, naʋaɓati, ʋaiɓate‐ɓasa ramambo, ʋakaɓatsira ʋaJuda; nokuti ʋakatya Mordekai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Machinda ose amativi enyika, namachinda makuru, navabati, vaibata basa ramambo, vakabatsira vaJudha; nokuti vakatya Modhekai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Machinda ose zvawo edzinyika idzi namadzishe namasadunhu namakurukota okwamambo, vakayamurawo vaJudha pamusana pokuti kutya Modhekai kwakanga kwavawira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Machinda ose zvawo edzinyika idzi namadzishe namasadunhu namakurukota okwamambo, vakayamurawo vaJudha pamusana pokuti kutya Modhekai kwakanga kwavawira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Uye makurukota ose enyika, navakuru vehondo, vabati namachinda amambo vakabatsira vaJudha, nokuti vakanga vava kutya Modhekai. Viz kapitola |