Estere 9:23 - Shona BIBLE23 VaJudha vakatenda kuita nomutowo wavakatanga nawo, sezvavakanyorerwa naModhekai; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ƲaJuda ʋakatenda kuita nomutoʋo waʋakataŋga nawo, seɀaʋakanyorerwa naMordekai; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 VaJudha vakatenda kuita nomutowo wavakatanga nawo, sezvavakanyorerwa naModhekai; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Nokudaro vaJudha vakatanga kuita basa iri ravakanga vavamba uye sokunyorerwa kwavakanga vaitwa naModhekai Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Nokudaro vaJudha vakatanga kuita basa iri ravakanga vavamba uye sokunyorerwa kwavakanga vaitwa naModhekai Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Naizvozvo vaJudha vakabvumirana kuita zvavakanga vatanga, nokuita zvavakanga vanyorerwa naModhekai. Viz kapitola |