Online Bible

- Reklamy -




Estere 9:20 - Shona BIBLE

20 Zvino Modhekai akanyora zvinhu izvo, akatuma tsamba kuvaJudha vose vakanga vari pamativi ose enyika yamambo Ahasuerusi, pedyo nokure,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino Mordekai wakanyora ɀinhu iɀo, akatuma ŋwadi kuʋaJuda ʋose ʋakaŋga ʋari pamatiʋi ose enyika yamambo Ahashveroshi, pedyo nokure,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino Modhekai akanyora zvinhu izvo, akatuma n’wadhi kuvaJudha vose vakanga vari pamativi ose enyika yamambo Ahashivheroshi, pedyo nokure,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Modhekai akanyora zvinhu izvozvi akatumirawo tsamba kuvaJudha vaiva munyika dzose dzamambo Ahasuerusi, dzose zvadzo dzokure nedzepedyo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Modhekai akanyora zvinhu izvozvi akatumirawo tsamba kuvaJudha vaiva munyika dzose dzamambo Ahasuerusi, dzose zvadzo dzokure nedzepedyo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Modhekai akanyora zvakaitika izvi, ndokutuma matsamba kuvaJudha vose vaiva munyika yose yaMambo Zekisesi, vaiva pedyo nevaiva kure,

Viz kapitola kopírovat




Estere 9:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy