Online Bible

- Reklamy -




Estere 9:2 - Shona BIBLE

2 vaJudha vakaungana pamaguta avo pamativi ose enyika dzamambo Ahasuerusi, kuti vauraye avo vakatsvaka kuvaitira zvakaipa; hakuna akanga achigona kuvadzivisa, nokuti vanhu vose vakavatya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 ʋaJuda ʋakaʋuŋgana pamaguta aʋo pamatiʋi ose enyika dzamambo Ahashveroshi, kuti ʋaʋuraye aʋo ʋakatȿaka kuʋaitira ɀakaipa; hakuna‐wakaŋga acigona kuʋadziʋisa, nokuti ʋanhu ʋose ʋakaʋatya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 vaJudha vakaungana pamaguta avo pamativi ose enyika dzamambo Ahashivheroshi, kuti vauraye avo vakatsvaka kuvaitira zvakaipa; hakuna akanga achigona kuvadzivisa, nokuti vanhu vose vakavatya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 vaJudha vakaunganidzana mumaguta avo munyika dzose dzamambo Ahasuerusi kuti vakuvadze vaida kuvapinza munyatwa. Ipapo hakuna akakwanisa kumirisana navo nokuti kutya vaJudha kwakanga kwawira marudzi ose avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 vaJudha vakaunganidzana mumaguta avo munyika dzose dzamambo Ahasuerusi kuti vakuvadze vaida kuvapinza munyatwa. Ipapo hakuna akakwanisa kumirisana navo nokuti kutya vaJudha kwakanga kwawira marudzi ose avanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 VaJudha vakaungana mumaguta avo munyika dzose dzaMambo Zekisesi kuti varwise avo vaitsvaka kuparadzwa kwavo.

Viz kapitola kopírovat




Estere 9:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy