Online Bible

- Reklamy -

Estere 9:13 - Shona BIBLE

13 Ipapo Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, vaJudha vari paShusha ngavatenderwe kuita mangwanawo nechirevo chanhasi, navanakomana vaHamani vane gumi vasungirirwe pamatanda”.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ipapo Estere akati: Kana mambo acifara naɀo, ʋaJuda ʋari paShushani ŋgaʋatenderwe kuita maŋgwana ʋo necireʋo canhasi, naʋanakomana ʋaHamani ʋanegumi ʋasuŋgirirwe pamatanda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ipapo Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, vaJudha vari paShusha ngavatenderwe kuita mangwanawo nechirevo chanhasi, navanakomana vaHamani vane gumi vasungirirwe pamatanda”.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Esita akati, “Kana muchida henyu mambo, regai zvenyu vaJudha vari muguta reSusa muno mangwana vabvumirwe kuzoita zviri kurehwa nechirevo ichochi chanhasi uno ichi, uye zvitunha gumi zvavanakomana vaHamani zvirembedzwe pamutandarikwa wamapango uya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Esteri akapindura akati, “Kana mambo achifara nazvo, ipai vaJudha vari muShushani mvumo yokuendererazve mberi mangwana nechirevo chezuva ranhasi, uye ngazviitike kuti vanakomana gumi vaHamani vasungirirwe pamatanda.”

Viz kapitola kopírovat

Estere 9:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy