Estere 8:2 - Shona BIBLE2 Mambo akabvisa chindori chake chaakanga atora pana Hamani, akachipa Modhekai. Esiteri ndokuita Modhekai mutariri weimba yaHamani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mambo akabvisa cindori cake caakaŋga atora panaHamani, akacipa Mordekai. Estere ndokuita Mordekai mutariri weimba yaHamani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Mambo akabvisa chindori chake chaakanga atora panaHamani, akachipa Modhekai. Esiteri ndokuita Modhekai mutariri weimba yaHamani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mambo akabvisa ringi rake rechidhindo raakatorera Hamani ndokuripa kuna Modhekai. Esita akaisa imba yaHamani mumaoko maModhekai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mambo akabvisa ringi rake rechidhindo raakatorera Hamani ndokuripa kuna Modhekai. Esita akaisa imba yaHamani mumaoko maModhekai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mambo akabvisa mhete yake yechindori, yaakanga atorazve kubva kuna Hamani, ndokuipa Modhekai. Uye Esteri akamugadza kuti ave mutariri weimba yaHamani. Viz kapitola |