Online Bible

- Reklamy -




Estere 8:12 - Shona BIBLE

12 zvose zviitwe pazuva rimwe pamativi ose enyika yose yamambo Ahasuerusi, iro zuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, uri mwedzi weAdhari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 ɀose ɀiitwe pazuʋa rimŋe pamatiʋi ose enyika yose yamambo Ahashveroshi, iro zuʋa regumi namatatu romŋedzi wegumi nemiʋiri, uri mŋedzi weAdari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 zvose zviitwe pazuva rimwe pamativi ose enyika yose yamambo Ahashivheroshi, iro zuva regumi namatatu romwedzi wegumi nemiviri, uri mwedzi weAdhari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 uye kuti zviitwe nezuva rimwechete chairo munyika dzose dzamambo Ahasuerusi musi wacho wegumi nechitatu wemwedzi wegumi nechipiri, ndomwedzi waAdhari iwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 uye kuti zviitwe nezuva rimwechete chairo munyika dzose dzamambo Ahasuerusi musi wacho wegumi nechitatu wemwedzi wegumi nechipiri, ndomwedzi waAdhari iwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Zuva regumi namatatu romwedzi waAdhari ndiro zuva rakanga rakatsaurirwa vaJudha kuti vaite izvi munyika yose yaMambo Zekisesi.

Viz kapitola kopírovat




Estere 8:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy