Estere 8:11 - Shona BIBLE11 Mambo akatendera patsamba idzo vaJudha paguta rimwe nerimwe kuungana, nokurwira upenyu hwavo, vaparadze, vauraye, vapedze simba rose ravanhu neramativi enyika kana vaida kuvavamba ivo navana vavo navakadzi vavo, uye vatore nhumbi dzavo vadzipambare, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mambo akatendera paŋwadi idzo ʋaJuda paguta rimŋe nerimŋe kuʋuŋgana, nokurwira ʋupenyu bgaʋo, ʋaparadze, ʋaʋuraye, ʋapedze simba rose raʋanhu neramatiʋi enyika kana ʋaiɗa kuʋaʋamba iʋo naʋanana ʋaʋo naʋakadzi ʋaʋo, ʋuye ʋatore nhumbi dzaʋo ʋadzipambare, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Mambo akatendera pan’wadhi idzo vaJudha paguta rimwe nerimwe kuungana, nokurwira upenyu hwavo, vaparadze, vauraye, vapedze simba rose ravanhu neramativi enyika kana vaida kuvavamba ivo navana vavo navakadzi vavo, uye vatore nhumbi dzavo vadzipambare, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Netsamba idzi, mambo akabvumidza vaJudha vomuguta rimwe nerimwe kuunganidzana kuti vazozvidzivirira upenyu; uye kuti vaparadze nokutouraya chaiko nokutsakatisa hondo ipi neipi zvayo yavanhu inenge iine zvombo zvehondo, kana nyika inenge yafunga zvokurwisa ivo navana vavo navakadzi vavo, kana kuzopamba zvinhu zvavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Netsamba idzi, mambo akabvumidza vaJudha vomuguta rimwe nerimwe kuunganidzana kuti vazozvidzivirira upenyu; uye kuti vaparadze nokutouraya chaiko nokutsakatisa hondo ipi neipi zvayo yavanhu inenge iine zvombo zvehondo, kana nyika inenge yafunga zvokurwisa ivo navana vavo navakadzi vavo, kana kuzopamba zvinhu zvavo; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Chirevo chamambo chakapa vaJudha vaiva muguta rimwe nerimwe mvumo yokuungana nokuzvidzivirira; kuuraya nokuparadza zvachose varwi vapi zvavo vakapakata zvombo, vorudzi rupi norupi, kana nyika ipi yaigona kuzovarwisa ivo navakadzi vavo navana vavo; uye kupamba midziyo yavavengi vavo. Viz kapitola |