Online Bible

- Reklamy -




Estere 8:10 - Shona BIBLE

10 Akanyora nezita ramambo Ahasuerusi, akadzisimbisa nechindori chamambo, ndokutuma nhume dzinomhanya dzakatasva mabhiza, dzakatasva mabhiza aimhanyisa kwazvo pabasa ramambo, akaberekwa pazvipfuwo zvamambo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Akanyora nezita ramambo Ahashveroshi, akadzisimbisa necindori camambo, ndokutuma nhume dzinomhanya dzakataȿa mabiza, dzakataȿa mabiza aimhanyisa kwaɀo paɓasa ramambo, akaɓerekwa paɀipfuwo ɀamambo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Akanyora nezita ramambo Ahashivheroshi, akadzisimbisa nechindori chamambo, ndokutuma nhume dzinomhanya dzakatasva mabhiza, dzakatasva mabhiza aimhanyisa kwazvo pabasa ramambo, akaberekwa pazvipfuwo zvamambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Chakanyorwa muzita ramambo Ahasuerusi chikadhindwa neringi ramambo rechidhindo. Tsamba idzodzo dzakatumirwa nevokumhanya nemashoko vakanga vakatasva mabhiza omudanga ramambo aimhanya kwazvo aishandiswa pabasa ramambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Chakanyorwa muzita ramambo Ahasuerusi chikadhindwa neringi ramambo rechidhindo. Tsamba idzodzo dzakatumirwa nevokumhanya nemashoko vakanga vakatasva mabhiza omudanga ramambo aimhanya kwazvo aishandiswa pabasa ramambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Modhekai akanyora muzita raMambo Zekisesi, uye akasimbisa tsamba dzacho nemhete yamambo, uye akadzitumira navatakuri vetsamba vainge vakatasva mabhiza aimhanya kwazvo akanga akapfuwirwa mambo.

Viz kapitola kopírovat




Estere 8:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy