Online Bible

- Reklamy -




Estere 8:1 - Shona BIBLE

1 Zvino pazuva iro mambo Ahasuerusi akapa vahosi Esiteri imba yaHamani, iye muvengi wavaJudha. Modhekai akasvika pamberi pamambo, nokuti Esiteri akanga audza mambo kuti chii chake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino pazuʋa iro mambo Ahashveroshi wakapa ʋahosi Estere imba yaHamani, iye muʋeŋgi waʋaJuda. Mordekai akaȿika pamberi pamambo, nokuti Estere wakaŋga aʋudza mambo kuti cinyi cake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino pazuva iro mambo Ahashivheroshi akapa vahosi Esiteri imba yaHamani, iye muvengi wavaJudha. Modhekai akasvika pamberi pamambo, nokuti Esiteri akanga audza mambo kuti chinyi chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Musi iwoyo mambo Ahasuerusi akapa kuna vahosi vake Esita imba yaHamani muvengi wavaJudha Modhekai akauya kuna mambo nokuti Esita akanga amutaurira kuti chii chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Musi iwoyo mambo Ahasuerusi akapa kuna vahosi vake Esita imba yaHamani muvengi wavaJudha Modhekai akauya kuna mambo nokuti Esita akanga amutaurira kuti chii chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Pazuva iroro Mambo Zekisesi akapa imba yaHamani muvengi wavaJudha kuna vaHosi Esteri. Uye Modhekai akauya pamberi pamambo, nokuti Esteri akanga amuudza nezvoukama hwake naye.

Viz kapitola kopírovat




Estere 8:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy