Estere 7:6 - Shona BIBLE6 Esiteri akati, “Mudzivisi nomuvengi, ndiye Hamani uyu akaipa!” Ipapo Hamani akatya pamberi pamambo navahosi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Estere akati: Mudziʋisi nomuʋeŋgi, ndiye Hamani uyu wakaipa! Ipapo Hamani akatya pamberi pamambo naʋahosi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Esiteri akati, “Mudzivisi nomuvengi, ndiye Hamani uyu akaipa!” Ipapo Hamani akatya pamberi pamambo navahosi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Esita akati, “Imwe mhandu, muvengi chaiye! Muipi uyu Hamani!” Hamani akabva adumbirwa chaizvo nokutya pana mambo navahosi vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Esita akati, “Imwe mhandu, muvengi chaiye! Muipi uyu Hamani!” Hamani akabva adumbirwa chaizvo nokutya pana mambo navahosi vake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Esteri akati, “Mudzivisi nomuvengi ndiyeyu Hamani ane utsinye.” Ipapo Hamani akatya pamberi pamambo navahosi. Viz kapitola |