Estere 6:7 - Shona BIBLE7 Hamani akati kuna mambo, “Iye munhu, mambo waanoda kukudza, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Hamani akati kunamambo: Iye munhu mambo waanoɗa kukudza, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Hamani akati kuna mambo, “Iye munhu, mambo waanoda kukudza, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Hamani akapindura mambo achiti, “Zvingaitirwe munhu wamunenge mada kuremekedza imi mambo ndezvokuti ngapaunzwe hanzu dzoumambo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Hamani akapindura mambo achiti, “Zvingaitirwe munhu wamunenge mada kuremekedza imi mambo ndezvokuti ngapaunzwe hanzu dzoumambo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Naizvozvo akapindura mambo akati, “Iye munhu, mambo waanofarira kukudza, Viz kapitola |