Estere 6:4 - Shona BIBLE4 Mambo akati, “Ndianiko uri paruvanze?” Zvino Hamani akanga apinda paruvanze rwokunze kweimba yamambo, achida kukumbira kuna mambo kuti Modhekai asungirirwe namatanda aakanga amugadzirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mambo akati: Ndianiko uri paruʋazhe? Ɀino Hamani wakaŋga apinda paruʋazhe rwokunze rweimba yamambo, aciɗa kukumbira kunamambo kuti Mordekai asuŋgirirwe pamatanda aakaŋga amugadzirira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Mambo akati, “Ndianiko uri paruvanze?” Zvino Hamani akanga apinda paruvanze rwokunze kweimba yamambo, achida kukumbira kuna mambo kuti Modhekai asungirirwe namatanda aakanga amugadzirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mambo akabva ati, “Ndianiko ari munhandare umu?” Izvozvo Hamani akanga achangoti pindei munhandare yokunze yomumuzinda wamambo kuzopira kuna mambo nyaya yokuti Modhekai asungirirwe pamutandarikwa uya waakanga amugadzirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mambo akabva ati, “Ndianiko ari munhandare umu?” Izvozvo Hamani akanga achangoti pindei munhandare yokunze yomumuzinda wamambo kuzopira kuna mambo nyaya yokuti Modhekai asungirirwe pamutandarikwa uya waakanga amugadzirira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mambo akati, “Ndiani ari muruvazhe?” Zvino Hamani akanga achangopinda muruvazhe rwokunze rwapamuzinda kuti azotaura kuna mambo maererano nokusungirira Modhekai pamatanda aakanga amisa. Viz kapitola |