Online Bible

- Reklamy -

Estere 6:11 - Shona BIBLE

11 Zvino Hamani akatora nguo nebhiza, akafukidza Modhekai, akamufambisa panzira dzomuguta akatasva bhiza, akadanidzira pamberi pake, achiti, “Ndizvo zvichaitirwa munhu uyo mambo waanoda kukudza.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino Hamani akatora ŋguʋo nebiza, akafukidza Mordekai, akamufambisa panzira dzomuguta akataȿa biza, akaɗanidzira pamberi pake, aciti: Ndiɀo ɀicaitirwa munhu uyo mambo waanoɗa kukudza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino Hamani akatora nguo nebhiza, akafukidza Modhekai, akamufambisa panzira dzomuguta akatasva bhiza, akadanidzira pamberi pake, achiti, “Ndizvo zvichaitirwa munhu uyo mambo waanoda kukudza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Saizvozvo Hamani akatora hanzu dzacho nebhiza racho akashongedza Modhekai akamufambisa napamusika weguta ari pabhiza, Hamani achidaidzira achiti, “Izvi ndozvinoitwa namambo kumunhu waanenge ada kuremekedza!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Saizvozvo Hamani akatora hanzu dzacho nebhiza racho akashongedza Modhekai akamufambisa napamusika weguta ari pabhiza, Hamani achidaidzira achiti, “Izvi ndozvinoitwa namambo kumunhu waanenge ada kuremekedza!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Saka Hamani akatora nguo nebhiza, akapfekedza Modhekai, uye akamutungamirira ari pamusoro pebhiza napakati pemigwagwa yeguta, achidanidzira pamberi pake achiti, “Izvi ndizvo zvinoitwa namambo kumunhu waanofarira kukudza!”

Viz kapitola kopírovat

Estere 6:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy