Online Bible

- Reklamy -

Estere 6:1 - Shona BIBLE

1 Zvino usiku uhwo mambo akashaiwa hope, akaraira kuti vauye nebhuku yamashoko amakoronike, akaravirwa mambo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ʋusiku ubgo mambo wakashaiwa hope, akaraira kuti ʋaʋuye nebuku yamashoko amakoronike, akaraʋirwa mambo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino usiku uhwo mambo akashaiwa hope, akaraira kuti vauye nebhuku yamashoko amakoronike, akaravirwa mambo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Usiku ihwohwo, mambo haana kumborara. Akati vanhu vamuvigire bhuku rokuyeuchidza nyaya dzakamboitika reNhoroondo, dzikaverengwa pana mambo ipapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Usiku ihwohwo, mambo haana kumborara. Akati vanhu vamuvigire bhuku rokuyeuchidza nyaya dzakamboitika reNhoroondo, dzikaverengwa pana mambo ipapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Usiku ihwohwo mambo akashaya hope; saka akarayira kuti mabhuku enhoroondo nezvinyorwa zvokutonga kwake zviuyiswe uye agozviverengerwa.

Viz kapitola kopírovat

Estere 6:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy