Estere 4:2 - Shona BIBLE2 akasvikawo pamberi pesuwo ramambo; nokuti akafuka masaga haana kutenderwa kupinda pasuwo ramambo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akaȿika ʋo pamberi pesuʋo ramambo; nokuti wakafuka magumbu haana‐kutenderwa kupinda pasuʋo ramambo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 akasvikawo pamberi pesuo ramambo; nokuti akafuka masaga haana kutenderwa kupinda pasuo ramambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akandosvika mberi kwesuo guru rokwamambo asi haana kupinda nokuti hapana aikwanisa kupinda pasuo guru rokwamambo akapfeka masaga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akandosvika mberi kwesuo guru rokwamambo asi haana kupinda nokuti hapana aikwanisa kupinda pasuo guru rokwamambo akapfeka masaga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi akangosvika pasuo ramambo chete, nokuti munhu akapfeka masaga akanga asingabvumirwi kupinda. Viz kapitola |