Estere 3:4 - Shona BIBLE4 Zvino vakati vataura naye mazuva ose, iye achiramba kuvateerera, vakaudza Hamani kuti vawone kana mashoko aModhekai angava nesimba; nokuti akavaudza kuti iye muJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋakati ʋataura naye mazuʋa ose, iye aciramba kuʋaterera, ʋakaʋudza Hamani kuti ʋaʋone kana mashoko aMordekai aŋgaʋa nesimba; nokuti wakaʋaʋudza kuti iye muJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vakati vataura naye mazuva ose, iye achiramba kuvateerera, vakaudza Hamani kuti vawone kana mashoko aModhekai angava nesimba; nokuti akavaudza kuti iye muJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pavakataura naye zuva nezuva iye asingateereri vakazozvisvitsa kuna Hamani vachida kuona kuti zvaitaurwa naModhekai zvaizomusvitsa kupi, nokuti akanga avaudza kuti aiva muJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pavakataura naye zuva nezuva iye asingateereri vakazozvisvitsa kuna Hamani vachida kuona kuti zvaitaurwa naModhekai zvaizomusvitsa kupi, nokuti akanga avaudza kuti aiva muJudha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zuva nezuva vaitaura naye asi iye akaramba kuvanzwa. Naizvozvo vakaudza Hamani izvozvo kuti vaone kuti maitiro aModhekai angangoregererwa here, nokuti iye akanga avaudza kuti aiva muJudha. Viz kapitola |