Estere 3:11 - Shona BIBLE11 Mambo akati kuna Hamani, “Iwe navanhu vako mungatora sirivha iyo, muite nayo sezvaunoda iwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mambo akati kunaHamani: Iwe naʋanhu ʋako muŋgatora sirveri iyo, muite nayo seɀaunoɗa iwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Mambo akati kuna Hamani, “Iwe navanhu vako mungatora sirivha iyo, muite nayo sezvaunoda iwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mambo akati kuna Hamani, “Mari yacho unopiwa iwe uye vanhu vacho vanoiswa mumaoko mako kuti uite zvaunoda navo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mambo akati kuna Hamani, “Mari yacho unopiwa iwe uye vanhu vacho vanoiswa mumaoko mako kuti uite zvaunoda navo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Mambo akati kuna Hamani, “Chengeta mari uye uite zvaunoda navanhu.” Viz kapitola |