Estere 3:10 - Shona BIBLE10 Ipapo mambo akabvisa chindori chake paruoko rwake, akachipa Hamani, mwanakomana waHamedhata muAgagi, muvengi wavaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo mambo akabvisa cindori cake paruʋoko rwake, akacipa Hamani mŋanakomana waHamedata muAgagi, muʋeŋgi waʋaJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo mambo akabvisa chindori chake paruoko rwake, akachipa Hamani, mwanakomana waHamedhata muAgagi, muvengi wavaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nokudaro mambo akabvisa muruoko ringi yake yechidhindo akapa kuna Hamani muvengi wevaJudha muAgagi mwanakomana wokwaHamedhata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Nokudaro mambo akabvisa muruoko ringi yake yechidhindo akapa kuna Hamani muvengi wevaJudha muAgagi mwanakomana wokwaHamedhata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Naizvozvo mambo akatora mhete yechindori kubva pamunwe wake akaipa kuna Hamani mwanakomana waHamedhata, muAgagi, muvengi wavaJudha. Viz kapitola |