Online Bible

- Reklamy -

Estere 2:3 - Shona BIBLE

3 mambo ngaaise vatariri pamativi ose oushe hwake, vaunganidze mhandara dzose dzakanaka paShusha nhare yamambo, paimba yavakadzi, vachengetwe naHegai muranda wamambo, mutariri wavakadzi; vapiwewo zvavangazvinatsa nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 mambo ŋgaaise ʋatariri pamatiʋi ose oʋushe bgake, ʋaʋuŋganidze mhandara dzose dzakanaka paShushani nhare yamambo, paimba yaʋakadzi, ʋaceŋgetwe naHegai muranda wamambo, mutariri waʋakadzi; ʋapiwe ʋo ɀaʋaŋgaɀinatsa naɀo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 mambo ngaaise vatariri pamativi ose oushe hwake, vaunganidze mhandara dzose dzakanaka paShusha nhare yamambo, paimba yavakadzi, vachengetwe naHegai muranda wamambo, mutariri wavakadzi; vapiwewo zvavangazvinatsa nazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mambo ngaasarudze mamwe machinda munyika dzose dzoumambo hwake vaunganidze vasikana vacho, mhandara dzakanaka idzodzo kumba yavanhukadzi kuguta reSusa, guta guru romuzinda wamambo, vave mumaoko aHegai muyuniki wamambo ane basa rokuona nezvevanhukadzi vagopiwa mafuta avo okuzora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 “Mambo ngaatsvakirwe mhandara dzakanaka. Mambo ngaagadze nhume munyika dzose dzoumambo hwake kuti vauye navasikana vakanaka munzvimbo inogara vakadzi panhare yeShushani. Ngavachengetwe naHegai, muranda wamambo anoona nezvamadzimai, uye zvinopa runako ngazvipiwe kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Estere 2:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy