Estere 2:11 - Shona BIBLE11 Zvino Modhekai aifamba pamberi poruvanze rweimba yavakadzi mazuva ose, agoziva kuti Esiteri akadini, uye kuti vachaitei naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino Mordekai waifamba pamberi poruʋazhe rweimba yaʋakadzi mazuʋa ose, agoziʋa kuti Estere wakaɗini, ʋuye kuti ʋacaitei naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino Modhekai aifamba pamberi poruvanze rweimba yavakadzi mazuva ose, agoziva kuti Esiteri akadini, uye kuti vachaitei naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zuva nezuva Modhekai aifamba-famba pamberi penhandare yemba yavanhukadzi kuti anzwe kuti Esita akadii, uye kuti zvaimufambira sei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zuva nezuva Modhekai aifamba-famba pamberi penhandare yemba yavanhukadzi kuti anzwe kuti Esita akadii, uye kuti zvaimufambira sei. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zuva rimwe nerimwe aitenderera ari pedyo noruvazhe rwenzvimbo yaigariswa vanhukadzi achida kuona kuti Esteri akadini uye kuti chii chaiitika kwaari. Viz kapitola |