Estere 2:10 - Shona BIBLE10 Asi Esiteri akanga asina kuvazivisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Modhekai akanga amuraira, kuti arege kuvazivisa izvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi Estere wakaŋga asina‐kuʋaziʋisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Mordekai wakaŋga amuraira, kuti arege kuʋaziʋisa iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Asi Esiteri akanga asina kuvazivisa rudzi rwake nehama dzake; nokuti Modhekai akanga amuraira, kuti arege kuvazivisa izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Esita akanga asina kuvaudza rudzi rwake kana hama dzake nokuti Modhekai akanga amukohomedza kuti asabudise izvozvo pachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Esita akanga asina kuvaudza rudzi rwake kana hama dzake nokuti Modhekai akanga amukohomedza kuti asabudise izvozvo pachena. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Esteri akanga asina kutaura rudzi rwake nemhuri yake, kana kwaaibva, nokuti Modhekai akanga amurambidza kuita izvozvo. Viz kapitola |