Estere 2:1 - Shona BIBLE1 Zvino shure kwaizvozvo, kutsamwa kwamambo Ahasuerusi kwakati kwanyarara, akarangarira Vashiti nezvaakaita, nechirevo chakatemwa pamusoro pake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino shure kwaiɀoɀo, kutsamŋa kwamambo Ahashveroshi kwakati kwanyarara, akaraŋgarira Vashti neɀaakaita, necireʋo cakatemŋa pamsoro pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino shure kwaizvozvo, kutsamwa kwamambo Ahashivheroshi kwakati kwanyarara, akarangarira Vashiti nezvaakaita, nechirevo chakatemwa pamusoro pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mushure maizvozvi izvi, hasha dzamambo Ahasuerusi dzaserera, akayeuka Vhashiti nezvaakanga aita uye nechirango chaakanga atemerwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mushure maizvozvi izvi, hasha dzamambo Ahasuerusi dzaserera, akayeuka Vhashiti nezvaakanga aita uye nechirango chaakanga atemerwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mushure mezvinhu izvi kutsamwa kwamambo Zekisesi kwapera, akarangarira Vhashiti nezvaakanga aita uye nezvaakanga atema pamusoro pake. Viz kapitola |