Estere 1:11 - Shona BIBLE11 kuti vauye navahosi Vashiti pamberi pamambo, vane korona youhosi, kuti vanhu namachinda vawone kunaka kwavo; nokuti vakanga vakanaka pakuonekwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 kuti ʋaʋuye naʋahosi Vashti pamberi pamambo, ʋanekorona yoʋuhosi, kuti ʋanhu namacinda ʋaʋone kunaka kwaʋo; nokuti ʋakaŋga ʋakanaka pakuʋonekwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 kuti vauye navahosi Vashiti pamberi pamambo, vane korona youhosi, kuti vanhu namachinda vawone kunaka kwavo; nokuti vakanga vakanaka pakuonekwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 kuti vauye navahosi vamambo, Vhashiti, pana mambo akapfeka ndaza yake youhosi. Chaakaitira izvi kwaiva kuti aratidze ndudzi nendudzi dzavanhu namachinda runako rwake pamusana pokuti iye akanga aine chimiro chinoyemurika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 kuti vauye navahosi vamambo, Vhashiti, pana mambo akapfeka ndaza yake youhosi. Chaakaitira izvi kwaiva kuti aratidze ndudzi nendudzi dzavanhu namachinda runako rwake pamusana pokuti iye akanga aine chimiro chinoyemurika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 kuti vauye navaHosi Vhashiti, vakapfeka korona youmambo, kuti aratidze runako rwavo kuvanhu nokumakurukota, nokuti vakanga vakanaka pakuonekwa. Viz kapitola |