Eksodo 9:6 - Shona BIBLE6 Fume mangwana Jehovha akaita chinhu ichocho, zvipfuwo zvose zveIjipiti zvikafa; asi pazvipfuwo zvavana VaIsiraeri hapana zvakafa, kunyangwe nechimwechete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Fume maŋgwana Jehova akaita cinhu ico, ɀipfuwo ɀose ɀeEgipita ɀikafa; asi paɀipfuwo ɀaʋana ʋaIsraeri hapana‐ɀakafa, kunyaŋge necimŋe cete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Fume mangwana Jehovha akaita chinhu ichocho, zvipfuwo zvose zveIjipiti zvikafa; asi pazvipfuwo zvavana vaIsiraeri hapana zvakafa, kunyange nechimwe chete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mangwana acho Tenzi akafumoita zvaakareva, mombe dzose dzavaIjipiti dzakapera kufa, asi mombe dzavaIsiraeri hapana kana imwechete yakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mangwana acho Tenzi akafumoita zvaakareva, mombe dzose dzavaIjipiti dzakapera kufa, asi mombe dzavaIsiraeri hapana kana imwechete yakafa. Viz kapitola |