Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 9:27 - Shona BIBLE

27 Zvino Farao akatuma vanhu kunodana Mosesi naAroni, akati kwavari, “Nguva ino ndatadza; Jehovha akarurama, asi ini navaranda vangu takaipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino Farao akatuma ʋanhu kundoɗana Mosesi naAroni, akati kwaʋari: Ŋguʋa ino ndatadza; Jehova wakarurama, asi ini naʋaranda ʋaŋgu takaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino Farao akatuma vanhu kundodana Mosesi naAroni, akati kwavari, “Nguva ino ndatadza; Jehovha akarurama, asi ini navaranda vangu takaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Ipapo Farao akatuma vanhu kundodaidza Mosesi naAroni achiti, “Rwendo runo, ndakatadza zvikuru. Tenzi ndiye mururami, ini navanhu vangu ndisu vatadzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Ipapo Farao akatuma vanhu kundodaidza Mosesi naAroni achiti, “Rwendo runo, ndakatadza zvikuru. Tenzi ndiye mururami, ini navanhu vangu ndisu vatadzi.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 9:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy