Eksodo 9:26 - Shona BIBLE26 Asi munyika yeGosheni bedzi, imo makanga muna vana VaIsiraeri, ndimo makanga musina chimvuramabwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Asi munyika yeGosheni ɓedzi, imo makaŋga munaʋana ʋaIsraeri, ndi’po pakaŋga pasinecimvuramabge. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Asi munyika yeGosheni bedzi, imo makanga muna vana vaIsiraeri, ndipo pakanga pasina chimvuramabwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi kudunhu reGosheni kwaigara vaIsiraeri, ndiko kwoga kusina kusvika chivhuramahwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Asi kudunhu reGosheni kwaigara vaIsiraeri, ndiko kwoga kusina kusvika chivhuramahwe. Viz kapitola |