Eksodo 9:13 - Shona BIBLE13 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Fumira mangwanani, unomira pamberi paFarao, uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari waVaHebheru: Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino Jehova wakati kunaMosesi: Fumira maŋgwanani, undomira pamberi paFarao, uti kwaari: Ɀanzi naJehova, Mŋari waʋaHeberu: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Fumira mangwanani, undomira pamberi paFarao, uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru: Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Mangwana, fumira kuna Farao undoti, ‘Zvanzi naTenzi, Mwari wevaHebheru rega vanhu vangu vaende kundondinamata Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Mangwana, fumira kuna Farao undoti, ‘Zvanzi naTenzi, Mwari wevaHebheru rega vanhu vangu vaende kundondinamata Viz kapitola |