Eksodo 8:31 - Shona BIBLE31 Jehovha akaita sezvakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake; haana kusara kunyangwe neimwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Jehova akaita seɀakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kunaFarao, nokuʋaranda ʋake, nokuʋanhu ʋake; haina‐kusara kunyaŋge neimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Jehovha akaita sezvakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake; haana kusara kunyange neimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara. Viz kapitola |