Online Bible

- Reklamy -




Eksodo 8:26 - Shona BIBLE

26 Mosesi akati, “Hazvina kunaka kuita saizvozvo, nokuti tichabayira Jehovha, Mwari wedu, zvibairo zvinonyangadza vaIjipiti; tarirai, kana tikabayira zvinonyangadza vaIjipiti havangatitaki namabwe here?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Mosesi akati: Haɀina‐kunaka kuita saiɀoɀo, nokuti ticaɓayira Jehova, Mŋari weɗu, ɀiɓayiro ɀinonyaŋgadza ʋaEgipita; tarirai, kana tikaɓayira ɀinonyaŋgadza ʋaEgipita haʋaŋgatitaki namabge here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Mosesi akati, “Hazvina kunaka kuita saizvozvo, nokuti tichabayira Jehovha, Mwari wedu, zvibayiro zvinonyangadza vaIjipiti; tarirai, kana tikabayira zvinonyangadza vaIjipiti havangatitaki namabwe here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Asi Mosesi akati, “Hatingadaro nokuti zvibayiro zvatichapira Tenzi, Mwari wedu, hazvidiwi navaIjipiti. Zvino tikapira Tenzi zvibayiro vaIjipiti vachiona, handiti vangatishatirirwe vakatitema namabwe tikafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Asi Mosesi akati, “Hatingadaro nokuti zvibayiro zvatichapira Tenzi, Mwari wedu, hazvidiwi navaIjipiti. Zvino tikapira Tenzi zvibayiro vaIjipiti vachiona, handiti vangatishatirirwe vakatitema namabwe tikafa.

Viz kapitola kopírovat




Eksodo 8:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy