Online Bible

- Reklamy -

Eksodo 8:22 - Shona BIBLE

22 Nomusi iwoyo ndichatsaura nyika yeGosheni pagere vanhu vangu, kuti ipapo mapute enhunzi arege kuvapo; kuti uzive kuti ndini Jehovha pakati penyika dzose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Nomusi iwoyo ndicatsaura nyika yeGosheni pagere ʋanhu ʋaŋgu, kuti ipapo mapute enhunzi arege kuʋa’po; kuti uziʋe kuti ndini Jehova pakati penyika dzose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Nomusi iwoyo ndichatsaura nyika yeGosheni pagere vanhu vangu, kuti ipapo mapute enhunzi arege kuvapo; kuti uzive kuti ndini Jehovha pakati penyika dzose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi musi iwoyo, zvandichaita kudunhu reGosheni kugere vanhu vangu ndichazvisiyansisa nokumwe. Mapute enhunzi acho haasviki ikoko. Ndipo pauchazoziva kuti ini Tenzi ndiri mukati menyika ino.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Asi musi iwoyo, zvandichaita kudunhu reGosheni kugere vanhu vangu ndichazvisiyansisa nokumwe. Mapute enhunzi acho haasviki ikoko. Ndipo pauchazoziva kuti ini Tenzi ndiri mukati menyika ino.

Viz kapitola kopírovat

Eksodo 8:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy