Eksodo 8:16 - Shona BIBLE16 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudza tsvimbo yako, urove guruva rapasi, rishanduke utunga panyika yeIjipiti.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Iti kunaAroni: Tambanudza tȿimbo yako, uroʋe guruʋa rapasi, rishanduke ʋutuŋga panyika yose yeEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudza tsvimbo yako, urove guruva rapasi, rishanduke utunga panyika yeIjipiti.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Iti Aroni atambanudze tsvimbo yake arove nayo pasi patibuke guruva rive umhutu munyika yose yeIjipiti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Iti Aroni atambanudze tsvimbo yake arove nayo pasi patibuke guruva rive umhutu munyika yose yeIjipiti.” Viz kapitola |