Eksodo 8:12 - Shona BIBLE12 Mosesi naAroni vakabuda muna Farao, Mosesi akadana kuna Jehovha nokuda kwamatatya aakanga atuma kuna Farao. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Mosesi naAroni ʋakaɓuɗa munaFarao, Mosesi akaɗana kunaJehova nokuɗa kwamataca aakaŋga atuma kunaFarao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Mosesi naAroni vakabuda muna Farao, Mosesi akadana kuna Jehovha nokuda kwamatatya aakanga atuma kuna Farao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi naAroni vakabva pana Farao paya. Mosesi akachema kuna Tenzi sokubvumirana kwaakanga aita naFarao achimukumbira kuti abvise matafi aakanga aunza kuna Farao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mosesi naAroni vakabva pana Farao paya. Mosesi akachema kuna Tenzi sokubvumirana kwaakanga aita naFarao achimukumbira kuti abvise matafi aakanga aunza kuna Farao. Viz kapitola |