Eksodo 7:23 - Shona BIBLE23 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana kurangarira nechinhu ichiwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana‐kuraŋgarira necinhu ici ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo Farao akadzoka, akapinda mumba make; haana kurangarira nechinhu ichiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Farao akabva adzokera zvake kumba kwake asina hanya kunyange nezvizvi. Viz kapitola |