Eksodo 7:1 - Shona BIBLE1 Jehovha akati kuna Mosesi, “Tarira, ndakuita saMwari kuna Farao; Aroni, mukoma wako, achava muporofita wako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jehova akati kunaMosesi: Tarira, ndakuita samŋari kunaFarao; Aroni, mukoma wako, ucaʋa muprofita wako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Jehovha akati kuna Mosesi, “Tarira, ndakuita saMwari kuna Farao; Aroni, mukoma wako, achava muporofita wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Ini ndakuita saMwari kuna Farao. Mukoma wako Aroni achava somuporofita wako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Ini ndakuita saMwari kuna Farao. Mukoma wako Aroni achava somuporofita wako. Viz kapitola |