Eksodo 6:8 - Shona BIBLE8 Ndichakuisai kunyika yandakasimudzira ruoko rwangu kuti ndiipe Abhurahamu, naIsaka, naJakobho, ndichakupai iyo ive nhaka yenyu; ndini Jehovha.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndicakuisai kunyika, yandakasimudzira ruʋoko rwaŋgu kuti ndiipe Abrahama, naIsaka, naJakobo; ndicakupai iyo iʋe nhaka yenyu; ndini Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndichakuisai kunyika yandakasimudzira ruoko rwangu kuti ndiipe Abhurahamu, naIsaka, naJakobho, ndichakupai iyo ive nhaka yenyu; ndini Jehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndichakuunzai kunyika yandakatsidzira Abhurahamu naIsaki naJakobho ndichiti ndichazovapa, naizvozvo ndichakupai nyika iyoyo kuti ive nhaka yenyu. Ndini Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndichakuunzai kunyika yandakatsidzira Abhurahamu naIsaki naJakobho ndichiti ndichazovapa, naizvozvo ndichakupai nyika iyoyo kuti ive nhaka yenyu. Ndini Tenzi.” Viz kapitola |