Eksodo 6:4 - Shona BIBLE4 Zvino ndakasimbisa sungano yangu navo kuti ndivape nyika yeKenani, nyika youtorwa hwavo, mavakanga vari vatorwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ndakasimbisa suŋgano yaŋgu naʋo kuti ndiʋape nyika yeKanani, nyika yoʋutorwa bgaʋo, maʋakaŋga ʋari ʋatorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino ndakasimbisa sungano yangu navo kuti ndivape nyika yeKenani, nyika youtorwa hwavo, mavakanga vari vatorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ini ndakaitawo chitenderano changu navo ndichiti, ‘Ndichavapa nyika yeKanani mavaimboita zvokugara vachiti apa garei, tamei apa garei tamei.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ini ndakaitawo chitenderano changu navo ndichiti, ‘Ndichavapa nyika yeKanani mavaimboita zvokugara vachiti apa garei, tamei apa garei tamei.’ Viz kapitola |