Eksodo 5:18 - Shona BIBLE18 Naizvozvo endai zvino, mubate, nokuti hamuchapiwi uswa, asi munofanira kupedza zvitina zvakatarwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo endai ɀino, muɓate, nokuti hamucapiwi ʋuswa, asi munofanira kupedza ɀitina ɀakatarwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Naizvozvo endai zvino, mubate, nokuti hamuchapiwi uswa, asi munofanira kupedza zvitina zvakatarwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chibvai pano! Dzokerai kubasa! Mashanga hamupiwe! Mugwazo wezvidhina wamakapiwa unofanira kupera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chibvai pano! Dzokerai kubasa! Mashanga hamupiwe! Mugwazo wezvidhina wamakapiwa unofanira kupera.” Viz kapitola |