Eksodo 5:15 - Shona BIBLE15 Zvino vatariri vavana VaIsiraeri vakauya vachichema kuna Farao, vachiti, “Munoitireiko kudaro navaranda venyu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋatariri ʋaʋana ʋaIsraeri ʋakaʋuya ʋacicema kunaFarao, ʋaciti: Munoitireiko kuɗaro naʋaranda ʋenyu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vatariri vavana vaIsiraeri vakauya vachichema kuna Farao, vachiti, “Munoitireiko kudaro navaranda venyu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaIsiraeri ava vaitungamirira vamwe pabasa vakandochema kuna Farao vachiti, “Changamire, ko matifungira zvipiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 VaIsiraeri ava vaitungamirira vamwe pabasa vakandochema kuna Farao vachiti, “Changamire, ko matifungira zvipiko? Viz kapitola |